Chord & lyrics

Chinhambwe chords and lyrics - OLIVER MTUKUDZI

Nhạc: Oliver Mtukudzi
Views 1
0
Guitar

Lời & hợp âm

[Intro 1]
[G][C][G][Dm]
[G][C][Am][C][G][Dm]
[G][C][G][Dm][Dsus4]
[G][C][G][Em][Dm]
[G][Em][C][Am][G][Em]
[D][Dm][G]

[Verse 1]
[C]Pamusor[G] oi[Dm][G]

[Verse 2]
Sor[C]oi
[G][Dm]

[Verse 3]
[G]
[C]Karwiyo, karwiyo [G]kanyoronyoro
kanenge donje
Kamuri [Dm]kunzwa kakanditsigira
[G]Handingati ndekekutukana,
kwete, bodo, [C]tsvo, ah [G]ah
Asi kutoti [Dm]kanotsiura
Kuti kana uri muy[G]enzi, iva muyenzi!
[C][G][Dm]

[Verse 4]
[G]Hazvinei kuti
[Am]kwawavhakacha
Muzukuru wako,
[G]munun'una wak[Dm]o
Angave sahwira anoshoreka
zvakadin[G]i
Ringave roja, iwe [C]uchibva sabhabha
[G]Ukangova muyenzi,
[Dm]chiva muyenzi!

[Interlude 1]
[G][Am][G][Dm][Am]
[G]

[Verse 5]
Haikona yenyu [C]iya iya
Yenyu iya yekuti katongero [G]kun
oita uri kwako
Ndokowoda [Dm]kusvikoita pese [G]pese
Zvino pano pari [C]pangu, tinoburana,
[G]tomutsana!

[Interlude 2]
[Dm][G][C][G]
[Dm][G]

[Verse 6]
Kunyanya nyanya [C]iyemi
Iyemi vemudhuze, [G]iyemi vehama
[Dm]Ndimi munoti kana motaura
Mobva [G]mange muri kudivi
[C]kwangu

[Verse 7]
\"Ko nhai iwe Tuku, ivo vepanext door
[G]
Zvamun[Dm]ocheka hedge vachi
[G]kanda marara kwenyu kunoku
[C]Munombogarisana sei?\"
[G]
Ahh ndozvawavinga? Tomutsana,

[Interlude 3]
toburana!
[Dm][G][C][Am][G][Em]
[Dm][G][Em][C][Am][G]
[Dm][Am][G]

[Verse 8]
Vehamawe, [C]vehamawe
Musakanyane [Am]nemuvakidzani
[G]wangu
Kwamugere kure [Dm]kure[Dsus4]
[G][C][G][Dm]

[Verse 9]
[G]
Vehamawe, [C]vehamawe
Musakanyane nemuvakidzani
[G]wangu
Kwamugere kure kur[Dm]e
[G][Em][G][Am][G]
[Dm]

[Verse 10]
[G]
[Em]Chinouya chinoona inin[C]i
Kwekupotera [G]kumuvakidzani
Kwamugere kure kure
[Dm]

[Interlude 4]
[G][C][G]
[Dm][G]

[Verse 11]
Chinouya chinoona [C]inini
Mafuratira [G]marova
Kwamugere kure [Dm]kure

[Interlude 5]
Chinhambwe!
[G][C][G][Dm][Dsus4][D]
[G]
[C][G][Dm][Dsus4][D]
[G]

[Verse 12]
Musazvirove [Am]matundundu
Kushambadza wedu
[G]haanzwaro
Kwamugere kure kure im[Dm]i[Dsus4]
[G][Am][G][Dm]

[Verse 13]
[G]
Musazvirove [C]matundundu
Kushambadza wangu
[G]haanzwaro
Kwamugere kure [Dm]kure
[C]Chinhambwe!
[Dsus4][G]

[Interlude 6]
[C][G][Dm][Dsus4][D]
[G][C][G][Dm][Dsus4]
[D][G]

[Verse 14]
Vehamawe [C]vehamawe
Musakanyane nevavakidzani
wangu
[G]Kwamugere kure kure

[Verse 15]
Vehamawe [Dm]vehamawe
[C][G][C][G]
[Dm][C]
[G]Musakanyane nevavakidzan—
Hợp âm Chạm để xem thế bấm
Sẵn sàng xem hợp âm
Chọn một hợp âm trong phần lời để ghim phần xem thế bấm tại đây.
Phân tích AI Nhanh · sâu

Bản nhanh tóm tắt key, vòng chính, kết, màu. Bản sâu để đọc kỹ hơn.

Bản nhanh Nhanh · gọn

Ưu tiên render nhanh, gọn, phù hợp để nhận diện pattern chính.

Chưa có bản nhanh. Bấm Tạo nhanh để tạo bản tóm tắt.
Bản sâu Chi tiết

Tạo hoặc tạo lại để lấy bản phân tích AI đầy đủ hơn.

Chưa có bản sâu. Có thể dùng Bản nhanh trước, rồi Tạo sâu khi cần.
Khám phá thêm Artist · genre · key
18%
86 BPM