Chords & lyrics
Chinhambwe Chords
Views
8
Log in to save
Lyrics & chords
[Intro 1] [G][C][G][Dm] [G][C][Am][C][G][Dm] [G][C][G][Dm][Dsus4] [G][C][G][Em][Dm] [G][Em][C][Am][G][Em] [D][Dm][G] [Verse 1] [C]Pamusor[G] oi[Dm][G] [Verse 2] Sor[C]oi [G][Dm] [Verse 3] [G] [C]Karwiyo, karwiyo [G]kanyoronyoro kanenge donje Kamuri [Dm]kunzwa kakanditsigira [G]Handingati ndekekutukana, kwete, bodo, [C]tsvo, ah [G]ah Asi kutoti [Dm]kanotsiura Kuti kana uri muy[G]enzi, iva muyenzi! [C][G][Dm] [Verse 4] [G]Hazvinei kuti [Am]kwawavhakacha Muzukuru wako, [G]munun'una wak[Dm]o Angave sahwira anoshoreka zvakadin[G]i Ringave roja, iwe [C]uchibva sabhabha [G]Ukangova muyenzi, [Dm]chiva muyenzi! [Interlude 1] [G][Am][G][Dm][Am] [G] [Verse 5] Haikona yenyu [C]iya iya Yenyu iya yekuti katongero [G]kun oita uri kwako Ndokowoda [Dm]kusvikoita pese [G]pese Zvino pano pari [C]pangu, tinoburana, [G]tomutsana! [Interlude 2] [Dm][G][C][G] [Dm][G] [Verse 6] Kunyanya nyanya [C]iyemi Iyemi vemudhuze, [G]iyemi vehama [Dm]Ndimi munoti kana motaura Mobva [G]mange muri kudivi [C]kwangu [Verse 7] \"Ko nhai iwe Tuku, ivo vepanext door [G] Zvamun[Dm]ocheka hedge vachi [G]kanda marara kwenyu kunoku [C]Munombogarisana sei?\" [G] Ahh ndozvawavinga? Tomutsana, [Interlude 3] toburana! [Dm][G][C][Am][G][Em] [Dm][G][Em][C][Am][G] [Dm][Am][G] [Verse 8] Vehamawe, [C]vehamawe Musakanyane [Am]nemuvakidzani [G]wangu Kwamugere kure [Dm]kure[Dsus4] [G][C][G][Dm] [Verse 9] [G] Vehamawe, [C]vehamawe Musakanyane nemuvakidzani [G]wangu Kwamugere kure kur[Dm]e [G][Em][G][Am][G] [Dm] [Verse 10] [G] [Em]Chinouya chinoona inin[C]i Kwekupotera [G]kumuvakidzani Kwamugere kure kure [Dm] [Interlude 4] [G][C][G] [Dm][G] [Verse 11] Chinouya chinoona [C]inini Mafuratira [G]marova Kwamugere kure [Dm]kure [Interlude 5] Chinhambwe! [G][C][G][Dm][Dsus4][D] [G] [C][G][Dm][Dsus4][D] [G] [Verse 12] Musazvirove [Am]matundundu Kushambadza wedu [G]haanzwaro Kwamugere kure kure im[Dm]i[Dsus4] [G][Am][G][Dm] [Verse 13] [G] Musazvirove [C]matundundu Kushambadza wangu [G]haanzwaro Kwamugere kure [Dm]kure [C]Chinhambwe! [Dsus4][G] [Interlude 6] [C][G][Dm][Dsus4][D] [G][C][G][Dm][Dsus4] [D][G] [Verse 14] Vehamawe [C]vehamawe Musakanyane nevavakidzani wangu [G]Kwamugere kure kure [Verse 15] Vehamawe [Dm]vehamawe [C][G][C][G] [Dm][C] [G]Musakanyane nevavakidzan—
Chords Tap to view chord shapes
AI analysis Quick · deep
The quick version summarizes key, main loop, cadence and harmonic colors. The deep version is for closer reading.
Quick version Quick · compact
Optimized for fast rendering and identifying the main pattern.
No quick version yet. Click Generate quick to create a summary.
Deep version Detailed
Generate or regenerate a fuller AI harmonic analysis.
No deep version yet. You can use the quick version first, then generate the deep version when needed.
Discover more Artist · genre · key
Songs in the same key G major
Same key
Popular songs
Popular
18%
86 BPM